Online Bibel

- Annoncer -




Joere 1:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Zvinhu izvi zviudzei vana venyu, uye vana venyu ngavaudzewo vana vavo, vana vavowo vaudze chizvarwa chinotevera.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ʋudzai ʋana ʋenyu iɀoɀo, ʋana ʋenyu ʋaʋudze ʋo ʋana ʋaʋo, naʋana ʋaʋo ʋaʋudze rumŋe rudzi runoteʋera.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Udzai vana venyu izvozvo, vana venyu vaudzewo vana vavo, navana vavo vaudze rumwe rudzi runotevera.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Zvirondedzerei kuvana venyu, vana venyu vaudzewo vana vavo, vataurirewo chimwewo chizvarwa,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Zvirondedzerei kuvana venyu, vana venyu vaudzewo vana vavo, vataurirewo chimwewo chizvarwa,

Se kapitlet Kopi




Joere 1:3

Følg os:

Annoncer


Annoncer