Genesi 1:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mwari akazviisa munzvimbo yedenga kuti zvivhenekere panyika, Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mŋari akaɀiisa pasi penɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀivenekere panyika, Se kapitletShona Bible 1949 revised 200217 Mwari akazviisa pasi penzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mwari akazviisa muziendanakuenda romudenga kuti zvivhenekere nyika, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mwari akazviisa muziendanakuenda romudenga kuti zvivhenekere nyika, Se kapitlet |