Firemoni 1:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye chimwe chinhuzve: Ndigadzirirewo pokugara, nokuti ndinotarira kuti ndichapiwa kwamuri pakupindurwa kweminyengetero yenyu. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi ndigadzirire ʋo pokugara, nokuti ndinotarira kuti mucandipiwa ini nokuɗa kwokunyeŋgetera kwenyu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200222 Asi ndigadzirirewo pokugara, nokuti ndinotarira kuti muchandipiwa ini nokuda kwokunyengetera kwenyu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chimwezve ndechokuti ndigadzirirewo imba yavaenzi nokuti ndinotarisira kuti, ndichibatsirwa neminamato yenyu, ndichadzorerwa kwamuri. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona22 Chimwezve ndechokuti ndigadzirirewo imba yavaenzi nokuti ndinotarisira kuti, ndichibatsirwa neminamato yenyu, ndichadzorerwa kwamuri. Se kapitlet |