Online Bibel

- Annoncer -




Firemoni 1:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Pauro, musungwa waKristu Jesu, naTimoti hama yedu, kuna Firimoni shamwari yedu inodikanwa uye nomushandi pamwe chete nesu,

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Pauro, musuŋgwa waKristu Jesu, naTimotio, hama yeɗu, kunaFiremoni, muɗikanwa weɗu nounoɓata nesu,

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Pauro, musungwa waKristu Jesu, naTimoti, hama yedu, kuna Firimoni, mudikanwi wedu noanobata nesu,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Ndini Pauro musungwa akasungirwa Kristu Jesu, tinokunyorera tiri pamwechete naTimoti hama yedu iwe Firimoni

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Ndini Pauro musungwa akasungirwa Kristu Jesu, tinokunyorera tiri pamwechete naTimoti hama yedu iwe Firimoni

Se kapitlet Kopi




Firemoni 1:1

Følg os:

Annoncer


Annoncer