Eksodo 1:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 asi vaIsraeri vakaberekana vakawanda zvikuru uye vakava vazhinji kwazvo, zvokuti nyika yakanga yazara navo. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaɓerekana, ʋakawanda kwaɀo, ʋakaʋa nesimba guru‐guru; nyika yakaŋga izere naʋo. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20027 Vana vaIsiraeri vakaberekana, vakawanda kwazvo, vakava nesimba guru-guru; nyika yakanga izere navo. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti. Se kapitlet |