Online Bibel

- Annoncer -




Danieri 1:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi Dhanieri akazvisunga mumwoyo make kuti arege kuzvisvibisa nezvokudya zvamambo newaini yake, uye akakumbira mukuru wamachinda mvumo yokuti arege kuzvisvibisa nenzira iyi.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi Danieri wakaɀisuŋga mumŋoyo make kuti haaŋgaɀiȿiɓisi neɀokudya ɀamambo kana newaini yaainwa; saka wakakumbira kunomucinda waʋaranda kuti arege kuɀiȿiɓisa.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi Dhanieri akatsunga mumwoyo make kuti haangazvin’orese nezvokudya zvamambo kana newaini yaainwa; saka akakumbira kune muchinda wavaranda kuti arege kuzvin’oresa.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi Dhanieri akazviti nechomumwoyo handimboda zvangu kuzvin'oresa nechokudya chamambo chakanakisisa kana newaini yaanonwa. Naizvozvo akakumbira muyuniki mukuru kuti amubvumire zvake kusazvin'oresa.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi Dhanieri akazviti nechomumwoyo handimboda zvangu kuzvin'oresa nechokudya chamambo chakanakisisa kana newaini yaanonwa. Naizvozvo akakumbira muyuniki mukuru kuti amubvumire zvake kusazvin'oresa.

Se kapitlet Kopi

Shona BIBLE

8 Asi Dhanieri akatsunga mumwoyo make kuti haangazvin'orese nezvokudya zvamambo kana newaini yaainwa; saka akakumbira kune muchinda wavaranda kuti arege kuzvin'oresa.

Se kapitlet Kopi




Danieri 1:8

Følg os:

Annoncer


Annoncer