Online Bibel

- Annoncer -




2 Timoti 1:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ndinoyeuchidzwa kutenda kwako kusinganyengeri, kwakanga kuri muna mbuya vako Roisi uye nomuna mai vako Yunisi pakutanga, uye zvino ndinoziva kuti kunogarawo mauri.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 ndiciyeʋudzwa kutenda kusiŋganyeŋgeri kuri mauri, kwaimbogara munambuya ʋako, ʋaRoisi, nomunamai ʋako, ʋaJuniki, kwandinoziʋa kwaɀo kuti kunogara ʋo mauri.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

5 ndichiyeudzwa kutenda kusinganyengeri kuri mauri, kwaimbogara muna mbuya vako nomuna mai vako, vaJuniki, kwandinoziva kwazvo kuti kunogarawo mauri.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ndinoyeuka chitendero chako chiri pachokwadi, chitendero chakatanga muna ambuya vako Roisi naamai vako Yunisi chandine chokwadi kuti chavawo mauri.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ndinoyeuka chitendero chako chiri pachokwadi, chitendero chakatanga muna ambuya vako Roisi naamai vako Yunisi chandine chokwadi kuti chavawo mauri.

Se kapitlet Kopi




2 Timoti 1:5

Følg os:

Annoncer


Annoncer