Ɀireʋo 6:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Waɀiteya namashoko omuromo wako, Waɓatwa namashoko omuromo wako, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Wazviteya namashoko omuromo wako, Wabatwa namashoko omuromo wako, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kana wateewa mukutaura kwomuromo wako wabatwa mumazwi omuromo wako Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 kana wateewa mukutaura kwomuromo wako wabatwa mumazwi omuromo wako Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 kana uchinge wasungwa nokuda kwezvawakataura, wabatwa namashoko omuromo wako, Viz kapitola |