Ɀireʋo 4:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Uʋukudze, ʋugokukwiridza iwe; Ʋucakuʋigira kukudzwa, kana uciʋumbundikira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Uhukudze, hugokukwiridza iwe; Huchakuvigira kukudzwa, kana uchihumbundikira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Huremekedze zvikuru ihwo huchakusimudzira kana ukahumbundira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Huremekedze zvikuru ihwo huchakusimudzira kana ukahumbundira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uhukudze; ipapo huchakusimudzira; uhumbundikire, ipapo huchakukudza. Viz kapitola |