Ɀireʋo 4:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋucenjeri cinhu cikuru kuneɀose; saka uɀiwanire ʋucenjeri; Uɀiwanire njere neɀose ɀaunaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Uchenjeri chinhu chikuru kune zvose; saka uzviwanire uchenjeri; Uzviwanire njere nezvose zvaunazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Chinhu chokutanga paungwaru, wana ungwaru. Pana zvose zvaungawane wana kunzwisisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Chinhu chokutanga paungwaru, wana ungwaru. Pana zvose zvaungawane wana kunzwisisa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Uchenjeri chinhu chikuru; naizvozvo wana uchenjeri. Kunyange huchikutorera zvose zvaunazvo, wana kunzwisisa. Viz kapitola |