Ɀireʋo 4:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀiwanire ʋucenjeri, ɀiwanire njere; Rega kukaŋganwa kana kutsauka pamashoko omuromo waŋgu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zviwanire uchenjeri, zviwanire njere; Regai kukanganwa kana kutsauka pamashoko omuromo wangu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Iva noungwaru uone zvinhu nemazvo usakanganwe, usatsauke pamashoko omuromo wangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Iva noungwaru uone zvinhu nemazvo usakanganwe, usatsauke pamashoko omuromo wangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Wana uchenjeri, wana kunzwisisa; usakanganwa mashoko angu kana kubva paari. Viz kapitola |