Ɀireʋo 4:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Iʋo ɓaɓa ʋakandidzidzisa, ʋakati kwandiri: Mŋoyo wako ŋgaunatso‐ɓata mashoko aŋgu; Ceŋgeta mirairo yaŋgu, urarame. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ivo baba vakandidzidzisa, vakati kwandiri, “Mwoyo wako ngaunatsobata mashoko angu; Chengeta mirairo yangu, urarame. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 vakandidzidzisa vachiti, “Chengeta nomwoyo wose zvandinokutaurira chengeta mitemo yangu kuti urarame. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 vakandidzidzisa vachiti, “Chengeta nomwoyo wose zvandinokutaurira chengeta mitemo yangu kuti urarame. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 baba vangu vakandidzidzisa vachiti, “Mwoyo wako ngaubatisise mashoko angu; chengeta mirayiro yangu ugorarama. Viz kapitola |