Ɀireʋo 4:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti ini ndakaŋga ndiri mŋanakomana kunaɓaɓa ʋaŋgu, Mŋana wakaɗikanwa kwaɀo, mumŋe woga pamberi pamai ʋaŋgu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti ini ndakanga ndiri mwanakomana kuna baba vangu, Mwana oga akadikanwa kwazvo, namai vangu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvandaiva mukomana ndiina baba vangu, ndichiri mudiki, ndichingove ndini mwana mumwechete waamai vangu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvandaiva mukomana ndiina baba vangu, ndichiri mudiki, ndichingove ndini mwana mumwechete waamai vangu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Pandakanga ndiri mukomana mumba mababa vangu, ndichiri muduku uye mwana mumwe chete wamai vangu, Viz kapitola |