Zekaria 9:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokuti kufara kwaʋo kucaʋa kukuru sei, nokunaka kwaʋo kucaʋa kukuru sei! Ɀiyo ɀicakurisa majaya, waini itȿa icakurisa mhandara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Nokuti kufara kwavo kuchava kukuru sei, nokunaka kwavo kuchava kukuru sei! Zviyo zvichakurisa majaya, waini itsva ichakurisa mhandara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Eeka! Hamungati kunaka ikoko, i–i zvakazonaka. Hakuzi kuyevedza kwakadaro, haiwaiwa zvinoyevedza! Mbesanwa dzichaita kuti zvinhu zvinakire majaya uye waini itsva ichiitira zvakanaka vasikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Eeka! Hamungati kunaka ikoko, i–i zvakazonaka. Hakuzi kuyevedza kwakadaro, haiwaiwa zvinoyevedza! Mbesanwa dzichaita kuti zvinhu zvinakire majaya uye waini itsva ichiitira zvakanaka vasikana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kuyevedza kwavo nokunaka kwavo kuchava kukuru sei! Zviyo zvichaita kuti majaya abudirire, uye waini itsva kumhandara. Viz kapitola |