Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 9:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Cireʋo ceshoko raJehova pamsoro penyika yeHadraki, ʋuye paDamasko ndi’po paricagara; nokuti ziso raJehova rinotarira ʋanhu nendudzi dzose dzaIsraeri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro penyika yeHadhiraki, uye paDhamasiko ndipo parichagara; nokuti ziso raJehovha rinotarira vanhu nendudzi dzose dzaIsiraeri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Hechinoi chirevo. Shoko raTENZI rakanangana nenyika yeHadhiraki uye richasvikawo kuDhamasikusi nokuti maziso avanhu anototarisira kuna TENZI sezvinongoitawo madzinza ose eIsiraeri

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Hechinoi chirevo. Shoko raTENZI rakanangana nenyika yeHadhiraki uye richasvikawo kuDhamasikusi nokuti maziso avanhu anototarisira kuna TENZI sezvinongoitawo madzinza ose eIsiraeri

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Shoko raJehovha rinorwisana nenyika yeHadhiraki uye richagara pamusoro peDhamasiko, nokuti meso avanhu naamarudzi ose eIsraeri ari pana Jehovha,

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 9:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy