Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 8:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀanzi naJehova wehondo: Maʋoko enyu ŋgaasimbe, iyemi munonzwa mashoko awa mazuʋa ano pamiromo yaʋaprofita, ʋaiʋa’po nezuʋa rakateyiwa nheyo dzeimba yaJehova wehondo, iyo tembere, kuti iʋakwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Maoko enyu ngaasimbe, iyemi munonzwa mashoko awa mazuva ano pamiromo yavaporofita, vaivapo nezuva rakateyiwa nheyo dzeimba yaJehovha wehondo, iyo temberi, kuti ivakwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Zvanzi naTENZI wehondo nehondo simbisai maoko imi muri kunzwa mazwi aya anobva mumiromo wavaporofita mazuva ano aya kubvira musi wakavakwa ugaro hwemba yaTENZI wehondo nehondo kuiitira kuti Temberi ivakwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Zvanzi naTENZI wehondo nehondo simbisai maoko imi muri kunzwa mazwi aya anobva mumiromo wavaporofita mazuva ano aya kubvira musi wakavakwa ugaro hwemba yaTENZI wehondo nehondo kuiitira kuti Temberi ivakwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Imi munonzwa mashoko aya iye zvino, akataurwa navaprofita vaivapo nheyo dzemba yaJehovha Wamasimba Ose padzakateyiwa, maoko enyu ngaasimbe kuti temberi igovakwa.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 8:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy