Zekaria 8:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀirokwaɀo, ndudzi zhinji dzaʋanhu namarudzi anesimba acaʋuya kuzotȿaka Jehova wehondo paJerusarema, nokukumbira nyasha kunaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvirokwazvo, ndudzi zhinji dzavanhu namarudzi anesimba achauya kuzotsvaka Jehovha wehondo paJerusaremu, nokukumbira nyasha kuna Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Marudzi mazhinji nendudzi dzakasimba dzichauya kuzotsvaga TENZI wehondo nehondo muJerusaremu vachizoteterera kuti TENZI avanzwirewo ngoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Marudzi mazhinji nendudzi dzakasimba dzichauya kuzotsvaga TENZI wehondo nehondo muJerusaremu vachizoteterera kuti TENZI avanzwirewo ngoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye vanhu vazhinji nendudzi dzine simba vachauya kuJerusarema kuzotsvaka Jehovha Wamasimba Ose nokukumbira nyasha kwaari.” Viz kapitola |