Zekaria 8:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti mazuʋa iwayo asati aȿika, kwakaŋga kusinomuɓairo womunhu kana muɓairo weɀipfuwo; kwakaŋga kusinorugare kunowaiɓuɗa kana kunowaipinda, nemhaka yomudziʋisi; nokuti ndairwisanisa ʋanhu ʋose mumŋe nomumŋe nowokwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti mazuva iwayo asati asvika, kwakanga kusino mubayiro womunhu kana mubayiro wezvipfuwo; kwakanga kusino rugare kunoaibuda kana kune aipinda, nemhaka yomudzivisi, nokuti ndairwisanisa vanhu vose mumwe nomumwe nowokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndinodaro nokuti mazuva iwayo asati asvika kwakanga kusina chaitambiriswa munhu kana chaitambirisirwa chipfuwo. Kunyange mukufamba makanga musina kuchengetedzeka kwakanaka kumuvengi nokuti ndakanga ndaita kuti vanhu vavengane. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndinodaro nokuti mazuva iwayo asati asvika kwakanga kusina chaitambiriswa munhu kana chaitambirisirwa chipfuwo. Kunyange mukufamba makanga musina kuchengetedzeka kwakanaka kumuvengi nokuti ndakanga ndaita kuti vanhu vavengane. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nguva iyoyo isati yasvika kwakanga kusina munhu aishandira mubayiro kana chipfuwo. Hapana aienda kundoita basa rake norugare nokuda kwomuvengi wake, nokuti ndakanga ndarwisanisa munhu wose nomuvakidzani wake. Viz kapitola |