Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 7:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino ʋanhu ʋeBeti‐eri ʋakaŋga ʋatuma Sharezeri naRegemi‐mereki, naʋanhu ʋaʋo, kundokumbira nyasha kunaJehova,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino vanhu veBhetieri vakanga vatuma Sharezeri naRegemimereki, navanhu vavo, kundokumbira nyasha kuna Jehovha,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Zvino vanhu vokuBhetieri vakanga vatumira Sharezeru naRegemereki navarume vokwavo kundoteterera kuti vaitirwe tsiye nyoro naTENZI,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Zvino vanhu vokuBhetieri vakanga vatumira Sharezeru naRegemereki navarume vokwavo kundoteterera kuti vaitirwe tsiye nyoro naTENZI,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Vanhu veBhetieri vakanga vatuma Sharezeri naRegemi-Mereki, pamwe chete navanhu vavo, kuti vaende kuna Jehovha

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 7:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy