Zekaria 7:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino seɀaakaɗana, iʋo ʋakaramba kunzwa, saiɀoɀo iʋo ʋacaɗana ʋo, ini ndiciramba kunzwa — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino sezvaakadana, ivo vakaramba kunzwa, saizvozvo ivo vachadanawo, ini ndichiramba kunzwa ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Sokudaidza kwandakaita ivo vakaramba kunzwa, ndokudaidzawo kwavakazoita ini ndigokaregawo kuvateerera, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Sokudaidza kwandakaita ivo vakaramba kunzwa, ndokudaidzawo kwavakazoita ini ndigokaregawo kuvateerera, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Pandakadana, havana kuteerera; saka pavakadana, handina kuvateerera,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. Viz kapitola |