Zekaria 7:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 regai kumanikidza cirikadzi, kana nherera, kana mutorwa, kana murombo; kurege kuʋa nomumŋe wenyu unofuŋgira hama yake ɀakaipa pamŋoyo pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 regai kumanikidza chirikadzi, kana nherera, kana mutorwa, kana murombo; kurege kuva nomumwe wenyu anofungira hama yake zvakaipa pamwoyo pake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Regai kuonesa nhamo chirikadzi nenherera nomuuyi kunyange murombo. Uye ngaparege kuva nomunhu anorongera mumwe wake mano akaipa mumwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Regai kuonesa nhamo chirikadzi nenherera nomuuyi kunyange murombo. Uye ngaparege kuva nomunhu anorongera mumwe wake mano akaipa mumwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Musamanikidza chirikadzi kana nherera, mutorwa kana murombo. Musafungirana zvakaipa mumwoyo menyu.’ Viz kapitola |