Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 6:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ipapo akaɗanidzira kwandiri, akataura neni, aciti: Tarirai, ʋanoenda kunyika yokumsoro, ʋakanyaradza mŋeya waŋgu kunyika yokumsoro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ipapo akadanidzira kwandiri, akataura neni, achiti, “Tarira, vanoenda kunyika yokumusoro, vakanyaradza mweya wangu kunyika yokumusoro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Akazodaidzira kwandiri achiti, “Chinzwa, vaya vanoenda kunyika yokuchamhembe vapa kuti mweya wangu uwane zororo kunyika yokuchamhembe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Akazodaidzira kwandiri achiti, “Chinzwa, vaya vanoenda kunyika yokuchamhembe vapa kuti mweya wangu uwane zororo kunyika yokuchamhembe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo akadanidzira kwandiri achiti, “Tarira, ayo anoenda kunyika yokumusoro, apa Mweya wangu zororo munyika yokumusoro.”

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 6:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy