Zekaria 6:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ŋgoro inamabiza matema inoɓuɗira kunyika yokumsoro; macena akaateʋera; namapfumbu akaɓuɗira kunyika yezasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ngoro inamabhiza matema inobudira kunyika yokumusoro; machena akaatevera; namapfumbu akabudira kunyika yezasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ngoro yehondo ina mabhiza matema inoenda kunyika yokuchamhembe, machena achaenda kunyika yokumadokero. Mapfumbu anoendawo kunyika yokumaodzanyemba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ngoro yehondo ina mabhiza matema inoenda kunyika yokuchamhembe, machena achaenda kunyika yokumadokero. Mapfumbu anoendawo kunyika yokumaodzanyemba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ine mabhiza matema iri kuenda kunyika yokumusoro, ine mabhiza machena iri kuenda kumadokero, uye ine mabhiza mapfumbu iri kuenda kunyika yezasi.” Viz kapitola |