Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 5:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Akati kwandiri: Unoʋoneiko? Ndikapindura, ndikati: Ndinoʋona rugwaro rwakapetwa runobururuka; kureɓa kwarwo makubiti anamakumi maʋiri, noʋupamhi bgarwo makubiti anegumi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akati kwandiri, “Unooneiko? Ndikapindura, ndikati, ‘Ndinoona rugwaro rwakapetwa runobhururuka; kureba kwarwo mukubhiti ana makumi maviri, novupamhi hwarwo makubhiti ane gumi.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akabva anditi, “Ko chii chauri kuona?” Ndakadavira ndichiti, “Ndiri kuona bhuku rekumononora riri kubhururuka. Urefu hwaro hunoita mamita mapfumbamwe uye upamhi hwaro huchiita mamita mana ane hafu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akabva anditi, “Ko chii chauri kuona?” Ndakadavira ndichiti, “Ndiri kuona bhuku rekumononora riri kubhururuka. Urefu hwaro hunoita mamita mapfumbamwe uye upamhi hwaro huchiita mamita mana ane hafu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Akandibvunza akati, “Unooneiko?” Ndakapindura ndikati, “Ndinoona rugwaro rwakapetwa rwuri kubhururuka, rwakareba makubhiti makumi maviri nokufara makubhiti gumi.”

Viz kapitola kopírovat

Zekaria 5:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy