Zekaria 4:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino akati: Aʋa ndiʋo ʋaʋiri ʋakazodzwa, ʋamire pamberi paShe wenyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino akati, “Ava ndivo vaviri vakazodzwa, vamire pamberi paShe wenyika yose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akabva ati, “Ivava ndovazodzwa vaviri vanomira naChangamire wapasi pose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Akabva ati, “Ivava ndovazodzwa vaviri vanomira naChangamire wapasi pose.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Saka akati, “Ava ndivo vaviri vakazodzwa kuti vashumire Ishe wenyika yose.” Viz kapitola |