Zekaria 4:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni wakaȿika ɀe, akandimutsa, somunhu unomutswa pahope dzake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino mutumwa akanga achitaurirana neni akasvikazve, akandimutsa, somunhu anomutswa pahope dzake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mutumwa aitaura neni uya akauya zvakare akandimutsa somunhu amutswa kutsi kwehope Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mutumwa aitaura neni uya akauya zvakare akandimutsa somunhu amutswa kutsi kwehope Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo mutumwa akataura neni akauyazve kwandiri akandimutsa, somunhu anomutswa pahope dzake. Viz kapitola |