Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 2:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti ɀanzi naJehova wehondo: Wakanditumira kundudzi dzakakupambai imi, kuti ndiwane kukudzwa; nokuti unokugunɀai imi, unogunɀa mboni yeziso rake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokuti zvanzi naJehovha wehondo, ‘Wakanditumira kundudzi dzakakupambai imi, kuti ndiwane kukudzwa; nokuti unokugunzvai imi, unogunzva mboni yeziso rake.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 nokuti zvanzi naTENZI wehondo nehondo, mushure momukurumbira wake iye akazondituma kumarudzi aya akakupambai nokuti anenge angokugunzvai watobata mboni yeziso rake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 nokuti zvanzi naTENZI wehondo nehondo, mushure momukurumbira wake iye akazondituma kumarudzi aya akakupambai nokuti anenge angokugunzvai watobata mboni yeziso rake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Nokuti zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Mushure mokunge andikudza uye andituma kundorwisa ndudzi dzakakupambai, nokuti ani naani anokubatai anobata mboni yeziso rake,

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 2:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy