Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 14:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino ʋose ʋakasara ʋendudzi dzose dzakarwa neJerusarema, ʋacakwira gore rimŋe nerimŋe kundonamata Mambo, iye Jehova wehondo, nokutamba mutambo wamatumba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino vose vakasara vendudzi dzose dzakarwa neJerusaremu, vachakwira gore rimwe nerimwe kundonamata Mambo, iye Jehovha wehondo, nokutamba mutambo wamatumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ipapo vanenge vasara pamarudzi ose anouya kuzorwisa Jerusaremu, munhu wose achaenda kuJerusaremu kundonamata Mambo, TENZI wehondo nehondo uye kuzochengeta mazuva makuru amatumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ipapo vanenge vasara pamarudzi ose anouya kuzorwisa Jerusaremu, munhu wose achaenda kuJerusaremu kundonamata Mambo, TENZI wehondo nehondo uye kuzochengeta mazuva makuru amatumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ipapo vachararama kubva kundudzi dzose dzakarwisa Jerusarema vachaenda gore negore kundonamata Mambo, Jehovha Wamasimba Ose, uye nokundopemberera Mutambo waMatumba.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 14:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy