Zekaria 14:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Seɀakaita kurobga uku, ndiɀo ɀicaita ʋo kurobga kwamabiza namahesera, namakamera, nemboŋgoro, neɀipfuwo ɀose ɀicaʋa’po pamisasa iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Sezvakaita kurohwa uku, ndizvo zvichaitawo kurohwa kwamabhiza namahesera, nengamera, nembongoro, nezvipfuwo zvose zvichavapo pamisasa iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Denda rimwechetero richawirawo mabhiza namanyurusi nengamera namadhongi nedzimwewo mhuka dzingange dziri pamatendhe iwayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Denda rimwechetero richawirawo mabhiza namanyurusi nengamera namadhongi nedzimwewo mhuka dzingange dziri pamatendhe iwayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Denda rakafanana nairori richarova mabhiza namanyurusi, ngamera nembongoro, uye nezvipfuwo zvose zviri mumisasa iyoyo. Viz kapitola |