Zekaria 14:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino nezuʋa iro kunyoŋganiswa kukuru kunobva kunaJehova kucaʋa’po pakati paʋo; mumŋe nomumŋe ucaɓata ruʋoko rwowokwake, ʋuye ruʋoko rwake rucasimudzirwa ruʋoko rwowokwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino nezuva iro kunyonganiswa kukuru kunobva kuna Jehovha kuchavapo pakati pavo; mumwe nomumwe achabata ruoko rwowokwake, uye ruoko rwake ruchasimudzirwa ruoko rwowokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Panguva iyoyo TENZI achapazamisa vanhu musoro zvokuti munhu achangoti ruoko rwomumwe ndu–u mumwewo iyeyo ruokowo runenge rwatova mudenga kare rwokurwisana naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Panguva iyoyo TENZI achapazamisa vanhu musoro zvokuti munhu achangoti ruoko rwomumwe ndu–u mumwewo iyeyo ruokowo runenge rwatova mudenga kare rwokurwisana naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Pazuva iroro varume vacharohwa naJehovha nokutya kukuru. Murume mumwe nomumwe achabata ruoko rwomumwe wake, vagorwisana. Viz kapitola |