Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 13:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kana mumŋe akati kwaari: Ko maʋaŋga awa ari pakati peɀanza ɀako ndeeiko? Ipapo ucapindura, aciti: Ndi’po pandakakuʋadzwa mumba meshamŋari dzaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Kana mumwe akati kwaari, ‘Ko mavanga awa ari pakati pezvanza zvako ndeeiko?’ Ipapo achapindura, achiti, ‘Ndipo pandakakuvadzwa mumba meshamwari dzangu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kana munhu akamubvunza kuti, ‘Ko maronda ari pamusana pako ndeei?’ Iye achati, ‘Ndakaawana mumba meshamwari dzangu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kana munhu akamubvunza kuti, ‘Ko maronda ari pamusana pako ndeei?’ Iye achati, ‘Ndakaawana mumba meshamwari dzangu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Kana mumwe munhu akamubvunza achiti, ‘Maronda aya ari pamuviri wako ndeeiko?’ achapindura achiti, ‘Maronda andakakuvadzwa paimba yeshamwari dzangu.’

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 13:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy