Zekaria 11:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Wuŋgudza iwe musipresi, nokuti musidari wawira pasi, nokuti miti yakanaka kwaɀo yaparadzwa; wuŋgudzai, imi miouki yeBashani, nokuti ɗondo risiŋgabviri kupindwa ratemŋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ungudza iwe musipiresi, nokuti musidhari wawira pasi, nokuti miti yakanaka kwazvo yaparadzwa; ungudzai, imi miouki yeBhashani, nokuti dondo risingabviri kupindwa ratemwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iwe muti womusaipurasi ungudza nokuti miti yemisidhari yawa nokuti miti ine mbiri yaparara. Hwihwidzai kuchema imi mioku yeBhashani nokuti sango dema rarizhaniswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Iwe muti womusaipurasi ungudza nokuti miti yemisidhari yawa nokuti miti ine mbiri yaparara. Hwihwidzai kuchema imi mioku yeBhashani nokuti sango dema rarizhaniswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ungudza, iwe muti womupaini, nokuti musidhari wawa, miti yakaisvonaka yaparadzwa! Ungudzai, imi miouki yeBhashani, nokuti dondo resango ratemwa! Viz kapitola |