Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 11:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ipapo ndikatora tȿimbo yaŋgu yainzi Kunaka, ndikaivuna‐vuna, kuti ndiputse suŋgano yaŋgu yandakaŋga ndaita nendudzi dzose dzaʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ipapo ndakatora tsvimbo yangu yainzi, “Kunaka,” ndikaivhuna-vhuna, kuti ndiputse sungano yangu yandakanga ndaita nendudzi dzose dzavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ndakatora tsvimbo yangu iya inonzi “Nyasha,” ndikaityora kuri kutotyora chibvumirano chandakanga ndaitirana namarudzi avanhu ose zvawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ndakatora tsvimbo yangu iya inonzi “Nyasha,” ndikaityora kuri kutotyora chibvumirano chandakanga ndaitirana namarudzi avanhu ose zvawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Ipapo ndakatora tsvimbo yangu yainzi Nyasha ndikaivhuna, ndichiputsa sungano yandakanga ndaita nendudzi dzose.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 11:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy