Zekaria 10:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndicaʋadzosa ɀe panyika yeEgipita, ndicaʋaʋuŋganidza ndiciʋabvisa paAsiria; ndicaʋaȿitsa kunyika yeGireadi neRebanoni; ʋacashaiwa pokugara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ndichavadzosazve panyika yeIjipiti, ndichavaunganidza ndichavabvisa paAsiria; ndichavasvitsa kunyika yeGireadhi neRebhanoni; vachashaiwa pokugara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndichavadzosera kumusha ndichivabvisa kunyika yeIjipiti, ndichavakokorodza kuAsiria ndigovaunza kudunhu rokwaGireadhi nokuRebhanoni kusvikira pasisina pokugara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndichavadzosera kumusha ndichivabvisa kunyika yeIjipiti, ndichavakokorodza kuAsiria ndigovaunza kudunhu rokwaGireadhi nokuRebhanoni kusvikira pasisina pokugara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ndichavauyisa kubva kuIjipiti uye ndichavaunganidza kubva kuAsiria. Ndichavauyisa kuGireadhi nokuRebhanoni, uye hakungazovi nenzvimbo yavanokwana. Viz kapitola |