Zefania 3:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndakaparadza ndudzi, shoŋgwe dzaʋo aʋa matoŋgo; nzira dzaʋo dzomumisha ndakadziparadza, hakucina‐unopfuʋura napo; maguta aʋo akaparadzwa, hakunaʋanhu’mo, hakuna‐ugere’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Ndakaparadza ndudzi, shongwe dzavo ava matongo; nzira dzavo dzomumisha ndakadziparadza, hakuchina anopfuura napo; maguta avo akaparadzwa, hakuna vanhumo, hakuna agerepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Ndakatsakatisa dzindudzi, zvokuzvidzivirira nazvo kuhondo zvasara zvava matongo. Ndakaparadza migwagwa yavo zvokuti hapana achatsikamo. Maguta avo ava matongo asina munhu kana anogaramo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Ndakatsakatisa dzindudzi, zvokuzvidzivirira nazvo kuhondo zvasara zvava matongo. Ndakaparadza migwagwa yavo zvokuti hapana achatsikamo. Maguta avo ava matongo asina munhu kana anogaramo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Ndakaparadza ndudzi; shongwe dzavo dzakaparara. Ndakasiya nzira dzavo dzisisafambwi, hapasisina anopfuura nomo. Maguta avo akaparadzwa; hapana achasiyiwa, kana mumwe zvake. Viz kapitola |