Online Bible

- Reklamy -




Zefania 1:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ndicaparadza ʋanhu neɀipfuwo; ndicaparadza shiri dzokuɗeŋga, nehoʋe dzeguŋgwa, neɀigumbuso pamŋe cete naʋakaipa; ndicabvisa ʋanhu pasi pose — ndiɀo ɀinotaura Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ndichaparadza vanhu nezvipfuwo; ndichaparadza shiri dzokudenga, nehove dzegungwa, nezvigumbuso pamwechete navakaipa; ndichabvisa vanhu pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ndichatsvaira vanhu nemhuka uye ndichatsvaira shiri dzedenga nehove dzegungwa uye zvimhingamupini, vanhu vakaipa, ndichatsakatisa vanhu pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ndichatsvaira vanhu nemhuka uye ndichatsvaira shiri dzedenga nehove dzegungwa uye zvimhingamupini, vanhu vakaipa, ndichatsakatisa vanhu pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 “Ndichatsvaira zvose vanhu nemhuka; ndichatsvaira shiri dzedenga nehove dzegungwa. Vakaipa vachasara nemirwi yamarara chete, kana ndabvisa munhu pamusoro penyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Zefania 1:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy