Online Bible

- Reklamy -




Zefania 1:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova — kucanzwika mhere inobva pasuʋo rehoʋe, nokucema kunobva kurutiʋi rutȿa rweguta, nokukoromoka kukuru kunobva kumakomo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Zvino nezuva iro, ndizvo zvinotaura Jehovha, kuchanzwika mhere inobva pasuo rehove, nokuchema kunobva kurutivi rutsva rweguta, nokukoromoka kukuru kunobva kumakomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Pazuva iroro ndizvo zviri kutaura Tenzi kucharira mhere kuSuo Guru reHove kuungudza kuchibva kumana rechipiri, kungondomoka kukuru kuzvikomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Pazuva iroro ndizvo zviri kutaura Tenzi kucharira mhere kuSuo Guru reHove kuungudza kuchibva kumana rechipiri, kungondomoka kukuru kuzvikomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuchema kuchanzwikwa kubva kuSuo reHove, kuungudza kubva kuRutivi Rutsva rweguta, nokukoromoka kukuru kubva kuzvikomo.

Viz kapitola kopírovat




Zefania 1:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy