Ʋatoŋgi 9:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakati ʋaʋudza Jotami iɀoɀo, iye akaenda, akandomira pamsoro pegomo reGerizimi, akaɗana nenzwi guru, akati kwaʋari: Mundinzwei, imi ʋarume ʋeShekemi, kuti Mŋari akunzwei ʋo imi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Vakati vaudza Jotamu izvozvo, iye akaenda, akandomira pamusoro pegomo reGerizimi, akadana nezwi guru, akati kwavari, “Mundinzwei, imi varume veShekemu, kuti Mwari akunzweiwo imi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pazvakasvika munzeve dzaJotamu, iye akaenda akandokwira pamusoro pegomo reGerizimu, akataura kwavari achiita zvokudaidzira kwazvo achiti, “Varume veShikemu, teererai munzwe zvandava kutaura kuti Mwari agokunzwaiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pazvakasvika munzeve dzaJotamu, iye akaenda akandokwira pamusoro pegomo reGerizimu, akataura kwavari achiita zvokudaidzira kwazvo achiti, “Varume veShikemu, teererai munzwe zvandava kutaura kuti Mwari agokunzwaiwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Jotamu akati azvinzwa, akakwira pamusoro peGomo reGerizimu akadanidzira kwavari akati, “Nditeererei imi vagari veShekemu, kuti Mwari agoteerera kwamuri. Viz kapitola |