Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:55 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

55 Ɀino ʋarume ʋaIsraeri ʋakati ʋaciʋona kuti Abimereki wafa, ʋakaenda mumŋe nomumŋe kumba kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

55 Zvino varume vaIsiraeri vakati vachiona kuti Abhimereki wafa, vakaenda mumwe nomumwe kumba kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

55 Varume vechiIsiraeri pavakaona kuti Abhimereki afa vakadzokera kumisha yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

55 Varume vechiIsiraeri pavakaona kuti Abhimereki afa vakadzokera kumisha yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

55 VaIsraeri vakati vaona kuti Abhimereki afa, vakaenda kumusha.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:55

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy