Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:54 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

54 Ipapo akakurumidza kuɗana jaya raitakura nhumbi dzake dzokurwa nadzo, akati kwariri: Vomora munondo wako, undiʋuraye, kuti ʋanhu ʋarege kuzoti: Wakaʋurawa nomukadzi. Jaya rake rikamuɓaya, akafa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

54 Ipapo akakurumidza kudana jaya raitakura nhumbi dzake dzokurwa nadzo, akati kwariri, “Vhomora munondo wako, undiuraye, kuti vanhu varege kuzoti, ‘Wakaurawa nomukadzi.’ ” Jaya rake rikamubaya, akafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

54 Akabva akurumidza kudaidza rimwe jaya raimutakurira zvombo zvake, akariti, “Buritsa bakatwa rako muhara undipfuudze, vanhu vangazonditi akaurayiwa nomukadzi.” Jaya rake riya rakamubaya akabva afa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

54 Akabva akurumidza kudaidza rimwe jaya raimutakurira zvombo zvake, akariti, “Buritsa bakatwa rako muhara undipfuudze, vanhu vangazonditi akaurayiwa nomukadzi.” Jaya rake riya rakamubaya akabva afa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

54 Pakarepo akadana mutakuri wenhumbi dzake dzokurwa akati, “Vhomora munondo wako undiuraye, kuti vasazoti, ‘Akaurayiwa nomukadzi.’ ” Saka muranda wake akamubaya akafa.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:54

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy