Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Akaenda kumba kwaɓaɓa ʋake paOfra, akaʋuraya pabge rimŋe ʋana ʋaɓaɓa ʋake, iʋo ʋanakomana ʋaJerubaari, ʋaiʋa ʋarume ʋanamakumi manomŋe; asi Jotami, mŋanakomana worugotwe waJerubaari wakapukunyuka, nokuti wakaŋga aʋanda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Akaenda kumba kwababa vake paOfura, akauraya pabwe rimwe vana vababa vake, ivo vanakomana vaJerubhaari, vaiva varume vana makumi manomwe; asi Jotamu, mwanakomana worugotwe waJerubhaari wakapukunyuka, nokuti wakanga avanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akaenda kumusha kwababa vake kuOfura, akauraya vakoma navanun'una wake makumi manomwe, padombo rimwechete. Asi Jotamu, gotwe raJerubhaari ndiye oga akapunyuka nokuti akanga ahwanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Akaenda kumusha kwababa vake kuOfura, akauraya vakoma navanun'una wake makumi manomwe, padombo rimwechete. Asi Jotamu, gotwe raJerubhaari ndiye oga akapunyuka nokuti akanga ahwanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Akaenda kuimba yababa vake muOfira uye akaponda paruware rumwe chete vanakomana vababa vake makumi manomwe, ivo vanakomana vaJerubhi-Bhaari. Asi Jotamu, muduku pane vose kuvanakomana vaJerubhi-Bhaari, akapunyuka nokuti akavanda.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy