Ʋatoŋgi 9:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Abimereki akagara paAruma, Zeburi akadziŋga Gaari nehama dzake, kuti ʋarege kuzogara paShekemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Abhimereki akagara paAruma, Zebhuri akadzinga Gaari nehama dzake, kuti varege kuzogara paShekemu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Abhimereki akandogara kuAruma. Zvino Zebhuri akadzinga Gaari nehama dzake, vakasazokwanisa kugaramo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Abhimereki akandogara kuAruma. Zvino Zebhuri akadzinga Gaari nehama dzake, vakasazokwanisa kugaramo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Abhimereki akagara muAruma, uye Zebhuri akadzinga Gaari navanunʼuna vake muShekemu. Viz kapitola |