Ʋatoŋgi 9:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakamupa mari yesirveri yakaȿika mashekeri anamakum manomŋe, yaʋakatora paimba yaBaaribereti, Abimereki akaripira ʋarume ʋakaipa, ʋasinehanya, iʋo ʋakamuteʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vakamupa mari yesirivha yakasvika mashekeri ana makumi manomwe, yavakatora paimba yaBhaari-bheriti, Abhimereki akaripira varume vakaipa, vasine hanya, ivo vakamutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakatora zvidimbu makumi manomwe zvemari yesirivha mutemberi yaBhaaribheriti, vakapa Abhimereki, nemari iyoyo akatsvaga madzenga avanhu asingakatari aakaenda nawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakatora zvidimbu makumi manomwe zvemari yesirivha mutemberi yaBhaaribheriti, vakapa Abhimereki, nemari iyoyo akatsvaga madzenga avanhu asingakatari aakaenda nawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vakamupa mashekeri esirivha makumi manomwe aibva mutemberi yaBhaari-Bheriti, uye Abhimereki akaishandisa kutenga varume vakanga vakaipa uye vasina tsitsi, vakava vateveri vake. Viz kapitola |