Ʋatoŋgi 9:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Gaari akapamhidza ɀe, akati: Tarira, kunaʋanhu ʋanoɓuruka ʋacibva kurutiʋi rwokumsoro, nerimŋe ɓoka rinoʋuya ricibva nenzira yomuouki weMeonenimi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Gaari akapamhidzazve, akati, “Tarira, kuna vanhu vanoburuka vachibva kurutivi rwokumusoro, nerimwe boka rinouya richibva nenzira yomuouki weMeonenimi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Asi Gaari akatizve, “Tarisai muone! Vanhu avo vari kubva parukuvhute chaipo rwenyika. Chimwe chikwata chiri kubva kumuti wemuoku panofemberwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Asi Gaari akatizve, “Tarisai muone! Vanhu avo vari kubva parukuvhute chaipo rwenyika. Chimwe chikwata chiri kubva kumuti wemuoku panofemberwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Asi Gaari akadanidzirazve akati, “Tarira vanhu vari kuburuka kubva pakati penyika, rimwe boka riri kubva nenzira yomuti wavavuki.” Viz kapitola |