Ʋatoŋgi 9:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino Gaari wakati aciʋona ʋanhu, akati kunaZeburi: Tarira, kunaʋanhu ʋanoɓuruka ʋacibva kumsoro kumakomo. Zeburi akati kwaari: Unoʋona hako mimvuri yamakomo, yakafanana naʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvino Gaari wakati achiona vanhu, akati kuna Zebhuri, “Tarira, kuna vanhu vanoburuka vachibva kumusoro kumakomo.” Zebhuri akati kwaari, “Unoona hako mimvuri yamakomo, yakafanana navanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Gaari paakavaona akati kuna Zebhuri, “Tarisai muone! Vanhu avo vari kuburuka pamusoro pamakomo avo.” Zebhuri ndokumuti, “A-a, muchidaro! Haisi mimvuri zvayo yamakomo yamuri kuona muchiti vanhu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Gaari paakavaona akati kuna Zebhuri, “Tarisai muone! Vanhu avo vari kuburuka pamusoro pamakomo avo.” Zebhuri ndokumuti, “A-a, muchidaro! Haisi mimvuri zvayo yamakomo yamuri kuona muchiti vanhu?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Gaari akati achivaona, akati kuna Zebhuri, “Tarira, vanhu vari kuburuka kubva pamusoro pamakomo!” Zebhuri akapindura akati, “Uri kuona mimvuri yamakomo savanhu iwe.” Viz kapitola |