Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino maŋgwanani, zuʋa ricaŋgoɓuɗa, unofanira kufumira kundoʋamba guta; kana iye naʋanhu ʋaanaʋo ʋaciɓuɗa kuzorwa newe, iwe uŋgaita naʋo seɀaunoɗa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino mangwanani, zuva richangobuda, unofanira kufumira kundovamba guta; kana iye navanhu vaanavo vachibuda kuzorwa newe, iwe ungaita navo sezvaunoda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Kana ava mangwanani, zuva robuda, mokurumidzawo kumuka, mobva mauya muguta. Kana Gaari navanhu vaanenge anavo vouya kuzokurwisai, moita zvamunokwanisa navo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Kana ava mangwanani, zuva robuda, mokurumidzawo kumuka, mobva mauya muguta. Kana Gaari navanhu vaanenge anavo vouya kuzokurwisai, moita zvamunokwanisa navo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Panguva dzamangwanani, zuva robuda, mupinde murwise guta. Panouya Gaari navanhu vake kuti vabude kuzorwa nemi, muite zvose zvamunogona noruoko rwenyu.”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy