Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Akatuma nhume kunaAbimereki nokunyeŋgera, akati: Tarira, Gaari, mŋanakomana waEbedi nehama dzake ʋaȿika paShekemi; tarira ʋanokurudzira guta kurwa newe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Akatuma nhume kuna Abhimereki nokunyengera, akati, “Tarira, Gaari, mwanakomana waEbhedhi nehama dzake vasvika paShekemu; tarira vanokurudzira guta kurwa newe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Akatumira nhume kuna Abhimereki kuAruma muchiverevere achiti, “Hevo, kuno kuShikemu kwakauyiwa naGaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake varikuisa muvanhu veguta mweya wokukupandukirai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Akatumira nhume kuna Abhimereki kuAruma muchiverevere achiti, “Hevo, kuno kuShikemu kwakauyiwa naGaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake varikuisa muvanhu veguta mweya wokukupandukirai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Akatuma nhume kuna Abhimereki muchivande achiti, “Gaari mwanakomana waEbhedhi uye navanunʼuna vake vakasvika kuShekemu uye vari kukuchidzira guta kuti rikurwisei.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy