Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ʋakaɓuɗira kuminda yaʋo, ʋakakohwa mazambiriŋga aʋo, ʋakatsika‐tsika mazambiriŋga, ʋakatamba mutambo, ndokupinda mumba mamŋari waʋo, ʋakadya, ʋakanwa, ʋakatuka Abimereki.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Vakabudira kuminda yavo, vakakohwa mazambiringa avo, vakatsika-tsika mazambiringa, vakatamba mutambo, ndokupinda mumba mamwari wavo, vakadya, vakanwa, vakatuka Abhimereki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Vakaenda kuminda vakatanha magirepisi muminda yavo yomugirepisi, vakaasvina. Vakaita mabiko ndokuenda mumba yamwari wavo, ndokudya nokunwa vachinyomba Abhimereki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Vakaenda kuminda vakatanha magirepisi muminda yavo yomugirepisi, vakaasvina. Vakaita mabiko ndokuenda mumba yamwari wavo, ndokudya nokunwa vachinyomba Abhimereki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Vakaenda kuminda vakandounganidza mazambiringa vakaasvina uye vakaita mutambo. Vakapinda mutemberi yamwari wavo, vakadya vakanwa uye vakatuka Abhimereki.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy