Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ʋarume ʋeShekemi ʋakaisa ʋanhu ʋakamuʋandira pamsoro pamakomo, ʋakapamba ʋose ʋakaŋga ʋacipfuʋura kwaʋari nenzira iyo; Abimereki akaʋudzwa iɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Varume veShekemu vakaisa vanhu vakamuvandira pamusoro pamakomo, vakapamba vose vakanga vachipfuura kwavari nenzira iyo; Abhimereki akaudzwa izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Varume vokuShikemu vakaisa varume vokumuhwandira pamusoro pamakomo. Vaiita ugandanga hwokupamba zvinhu zvevaipfuura neko, zvikagosvika munzeve dzaAbhimereki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Varume vokuShikemu vakaisa varume vokumuhwandira pamusoro pamakomo. Vaiita ugandanga hwokupamba zvinhu zvevaipfuura neko, zvikagosvika munzeve dzaAbhimereki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Mukumurwisa kwavo, vagari ava veShekemu vakaisa varume pamusoro pezvikomo kuti vavandire nokupamba mumwe nomumwe aipfuura, uye izvi zvakaziviswa kuna Abhimereki.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy