Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 9:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 kuti ɀakashata ɀakaitirwa ʋanakomana ʋaJerubaari ʋanamakumi manomŋe ɀitsibge, neropa raʋo ritsibge kunaAbimereki, munuŋuna waʋo wakaʋaʋuraya, nokuʋarume ʋeShekemi ʋakaŋga ʋasimbisa maʋoko ake kuti aʋuraye ʋana ʋaɓaɓa ʋake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 kuti zvakashata zvakaitirwa vanakomana vaJerubhaari vana makumi manomwe zvitsibwe, neropa ravo ritsibwe kuna Abhimereki, mun'una wavo wakavauraya, nokuvarume veShekemu vakanga vasimbisa maoko ake kuti auraye vana vababa vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mwari akaitira izvozvi kuti mhosva youtsinye hwakaitwa naAbhimereki hwokuuraya vakoma navanun'una vake, vanakomana vaJerubhaari makumi manomwe, iripwe, ropa ripfukire iye Abhimereki navanhu veShikemu vakamutsigira kuuraya vakoma navanun'una vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Mwari akaita izvi kuitira kuti zvakaipa zvakaitirwa vanakomana makumi manomwe vaJerubhi-Bhaari, kuteurwa kweropa ravo, kutsiviwe pamusoro pomununʼuna wavo Abhimereki uye napamusoro pavagari veShekemu, avo vakanga vamubatsira kuponda vanakomana vababa vake.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 9:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy